*Rue Mataz💅�*
*📲0773 671 508*
��
*Attalia Parehwa*
*📲0773 637 158*
*NEW BOOK*
*Chapter 1*
Mai Tigere
Me:Zvoda kuudzwa munhu here baba Fungai iri bvudzi rongounduka iri
mati zvinoguma nepi.Chiregai ndikuudzei zviri pamoyo wangu baba
Fungai ndakarara pano pamhasa yangu ndikafa ndoda kuti munotora
mwana wehanzvadzi yangu Ruvimbo ndiye womoroora.Ndoda kuti
kana ndafa Ruvimbo asare achichengeta vana vangu.
Vatigere:Ko zvaita seiko nhai maiFungi kana mane hope hamurari here
chinouraya inguva hakusi kurwara..
Me:Handina hope ini baba Fungai ndiri kutaura zviri pakati pemoyo
wangu mofanira kuroora Ruvimbo ndokuti kana ndafa moyo wangu
uzorore.Chiremba akataura wani kuti ndine 6 months to live more or
less saka ndatotaura ndapedza.
_back to my story_
Me:Ndizvozvo
VaTigere:Makadiiko tsano
Maiguru:Titambire vatete
Me:Muchitambirei maiguru
Maiguru:Upenyu chaihwo
Takakwazisana ndokubikirwa.Zuva rovira Ruvimbo naAnesu vakabva
vauyawo.Vakafara kani vana vehanzvadzi yangu vachindiona.Ava
manheru ndakabva ndapinda munyaya yandaiva ndafambira.
Mai Tigere
BaRue: Manje nhai sisi chikoro munenge momutsvagira ikoko here kana
kuti ozouya hake apedza kunyora gore rinouya
Me: Ndirikutoda kuenda naye mangwana chaiye chikoro anondopinda
ikoko. Tinozivana nemaHeadmaster akawanda muZvishavane nzvimbo
yechikoro haimbotinetsi.
BaRue: Bvaa zvakanaka hazvo kana zvakadaro. Mai vake varipano ava
varikuzvinzwirawo. Hameno kuti vanoti chiiwo nazvo
MaiRue: Ah mwana ava form 3 zvinonetsa tete kuti achinje chikoro. Dai
makauya achitanga form 3 yacho manje pakadayi zvonetsa pamwe
kwaanoenda vanenge vava mberi nesyllabus iye akasara. Madii
mambomira apedza kunyora? Ko maiMary vamaimbogara navo asi
vakaenda
Me: Ehoyi
Ruvimbo
Me:Ehoi tete
MaiMary:Zvakanaka mama
Me:Hello
Me:Ehoi bamkuru
Me:Ehoi bamkuru
Me:Ehoi tete.
Bmkuru:Handei mainini
Ruvimbo
Baba Fungai(Bamukuru)
Ini zita rekuberekwa ndinonzi Mike Tigere. Ndine makore 43.Shamwari
dzangu dzinondidana dzichiti Bro Mike. Asi handina zvangu shamwari
dzakawanda semunhu anogara ari busy.
Ndiri munhu anoshanda nemaoko zvikuru zvekuti zvemabusiness
ndakazvitanga ndichangopedza kunyora O level ndichiita zvekutengesa
mawrist watch, manecklace nemaearings. Ndingangoti ndaitengesa
jewellery mutown muZvishavane.
Love u all❤
*Chapter 5*
Ruvimbo
Me:Ehe bmkuru
Bmkuru:Inga matokura
Tete:Kungotaurawo
Me:Hello
Prince:Akabva atanga kundiimbira"Happy Birtday to you kusvika
apedza.How old are u babe.
Me:Ndasvitsa 16 years
Me:Tete ndakumboenda
Me:Hello
Bmkuru:Ko muchiri kuiteiko kuZvishavane ikoko ndanguri ndauya
kumba.
Me:Ndakutouya bmkuru
Me:Chirega ndiende
Prince:Asi hanty waudza tete here varikudeiko bmkuru unoenda na4
ndokuperekedza.Takazogara asi pfungwa dzanga dzava
kumba.Ndakazoenda maO.K ndokutenga mapads andaiva ndataura
.Ndakatenga machocolate nemasweets evana vangu Prince
ndokunditendera maLays nema coated biscuits.Akandiperekedza tapa
dhuze ndokuti andisiye.
Me:Waita hako Prince wauya kuzondiona imba iri pamhiri iyo yecream
ndopamba patete vangu.
Me:Hello
Bmkuru:Muchiti kuitei kutown ikoko.
Love u all❤
Chapter 6
Bamukuru
Ruvimbo
Mai Mary: Mainini hanzi mupfeke hembe iri pabed iyo neboots dzacho
dziri mubepa.
Me: Ehoyi auntie
Me: Hello
Ruvimbo
Me:Ehoi tete
Me:Ndamuka hangu.
Ndakabva ndafamba ndokuenda kunotsvaira kuroom kwangu.Nditori
busy kutsvaira door rakabva ravhurwa apa ndakanyara sei vanga vari
bmkuru.Kadress kandanga ndakapfeka kaiva kadiki saka kana
ndakakotama zvidya zvese zvinenge zviri panze.Ndakabva ndamira
hangu.
Me:Ehe bmkuru
Me:Kwanga kwakanaka.
Me:Ehoi tete
_bmkuru thinking_
_paZvishavane High ndokwakana everyday ndichiperekedza adzimai
vangu manheru ndichinovatora.KuPakame ndikaita zvekutamba
ndotorerwa munzira vachibva kuchikoro.Ndaitoda kubatisisa zve kkk
ndingazviruza_
Me:Ehoi
Takadya ndokupedza bmkuru ndokubva vanotenga imwe pizza
yekuenda nayo yana Fungai.Takasvika kumba ndobva bmkuru vaenda
kuna tete.Pavakabuda ndakaendawo kubedroom asi tete vanga
vogomera kuratidza kuti vanga vakunyanya kurwadziwa.
Me:Ehe tete
Bmkuru:Kwakanaka baba..
Prince:Babe
Me:Hesi Prince
Love u all❤
Chapter 8
Prince
Rue: Hesi
Me: Ani?
Rue: Iwewe Prince
_Back to my story_
Pandakapedza kutaura naRue ndakamboenda pamirror rewardrobe
rangu ndichinyemwerera ndakazviyeva. Ndakatoona kuti neniwo
ndaizviendawo pahandsome apa. Vakuru vayiti zviuya hazvidondani asi
pandiri naRue zvanga zvakadondana chaiko.
Me: Hello
Him: Nxaaaa
Me: OK doctor
Love u all❤
End of Chapter 8
*Chapter 9*
Ruvimbo
Me:Regai ndikuperekedzei.
Me:Hello
Prince:Ndiri bho mafamba bho here?
Tete:Shuwa mnini.
Me:Ehoi
Me:Ehe
Moziva ndakapererwa
ndokukwesvaira ndichinochinja ndokudzokera kumota.Bmkuru vanga
vakarova srs yaitotyisa.Takasvika kuchikoro ndokubva vavapa birth
nekubhadhara fees yangu.Vakabva vapiwa list yemabook nema uniform
aidiwa.Takaenda kutown ndokutengerwa mauniforms ese
bhutsu...nesatchel.Vapedza vakanonditengera mabook nema
cover.Vakazoenda kwaOK ndokutenga mapie nemadrink.
Takuenda kumba ndakati regai nditende nekuti panga pabuda mari
kwete yekutamba.
Me:Maita basa bmkuru nefees nema uniform.
Bmkuru:Good adzimai.
Me:Hello
Prince:Asi babe zvorevei kundidzimira fon ndichikufonera.
Prince:lribho.
Akabva ato cutter hameno kuti anga atsamwei.
Love u all❤
End of Chapter 9
Chapter 10
Ruvimbo
Me: Ehoyi tete. Kana kuti chiregayi nditange ndagadzira muno menyu.
"Murambwi! "
Gogo: Muchitambireiko
Ndakabva ndatoenda kunotambira katsapo kavange vakabata. Kairema
kairatidza kuti maiva nechibage. Ndofunga chaiva chemugarden nekuti
zhizha ranga risati rasvika. Tete vakati ndipinde navo ndigodzoka
ndovatora.
VaTigere(Bamukuru)
Mhamha: Baba Fungi achiri mwanana uyu moona zvichiita kuti agare
asina mukadzi? Nokuti paya hatichaverengi kuti achine mukadzi.
Angofanana netsvimborume.
Baba: Hezvo nhai mbuya vaFungai ndiko kusimbisa munhu anorwarirwa
here ikoko? Saka manga mafunga kuti adii?
Mhamha: Tinenge tichiona hedu. Asi ini hangu mwana uya ndamuda.
Ini ndakanga ndanyarara zvangu chembere dzichingopikisana. Zvaitaura
mhamha zvaiva nemusoro asi kungoti vanga vakasirisa.
Love u all❤
End of Chapter 10
*Chapter 11*
Ruvimbo
_3 moths later_
Bmkuru:Tionei
Vakadaro ndichipinda mumota.
Ndakavagamuchidza report.
Bmkuru:Zvisingaiti.
Bmkuru:Shuwa mnini..
Vaidaro vachipuruzira pamberi pebhurugwa ravo neruoko rwangu
panga pazvimba.Ndakabva ndabvisa ruoko rwangu ini vanga
vakundibatisa chinhu chavo.Vakabva vatanga kuseka ndakashaya kuti
vari kusekei ini.
Me:Ndadzoka tete
Tete:Mapasa here..
Me:Ehe tete
Prince:Okay babe.
Ndakabva ndamhanya kuna tete.
Me:Matii tete..
Me:Zvakanaka tete.
Me:Mangwanani bmkuru
Bmkuru:Nhai mnini makauya kuno kuzoitei.
Me:Muri kurevei
Me:Ehe
Me:Maswera sei
Bmkuru:Taswera..zvandataura mazvinzwa ka
Rue
&
Attie
End of Chapter 11
Chapter 12
Bamukuru
Me: Inga nyaya iyoyo takapedza wani. Ndakati hapana kwaari kuenda.
Me: Ndamuka mainini. Tete venyu varwara ava. Kasirayi isayi mvura
pastove idziye muuye nayo tivagezese tiende navo kuhospital.
Pasina nguva Ruvimbo anga atouya nemvura iya ndikati abude hake
ndivagezese. Ndakangotora towel 7ndikazora sipo ndikamupukuta
muviri wese. Ndikawacha towel riya ndikamupukuta. Situation yacho
yanga isina kumira zvakanaka. Ruvimbo akazouya neporridge asi
hapana akaridya. Ayingogomera mudzimai wangu. Moyo wangu
wakawadza ndikaona kuti mudzimai wangu ndaimuda zvekurevesa.
BaRue
Eeh adzimai svikai pano ndagamuchira fon kubva kuna baba Fungai
hanzi zvinhu hazvina kumira zvakanaka kuZvishavane uko vatete venyu
varwara.
BaFungai:Makadiiko tsano...👏🏼
Me:Ndovachengeta vatete.
Ruvimbo...👩🏽�
Prince:Babe urisei
Me:Ehoyi
Me:Vava nani shamwari panga pafamba Satan asi haa nhasi vamuka
zvakanaka.
Me:Wagona zve
Me:Ahhh handizvizivi..
Me:Ndazvinzwa
Prince:Good
Me:Love u too
Me:Okay
Prince:Mari ye etym iyi
Me:Thanx babe
Fungai:Mama mama
Me:Hesi Fungai daddy vauya rinhi
Fungai:Vaenda kuhospital
Me:Sorry bmkuru
Me:Makadii bmnini
End of chapter 13
Chapter 14
Bamukuru
Manheru ndakaita 5make sure kuti vana varara muroom mavo kubva
ndabvawo pavanhu ndikati ndinorarawo nekuti ndakanga ndaneta.
Ndichipinda muroom mangu ndakawana makaita kuzara vanhu vamwe
vakarara pabed vakacrosser vamwe vakara pasi. Ndakazongotora
gumbeze raiva pamusoro pewardrobe ndikanorara muroom maana
Fungai.
End of Chapter 14
*Chapter 15*
*Ruvimbo*
Me:Ohk ndouya
Ndakabva ndaenda kwaipakurwa chikafu.Ndaigezesa vanhu maoko vari
paline.Pandakaona kuti nguva dziri kufamba ndakazopa umwe dish
ndokuenda kukitchen kwaiva natete ndokutora kabasin ndokupakura
sadza ndokuisa nyama yakawanda.Ndakatora 2 litre yakapera drink
ndokuisa mvura.Ndakafamba ndichidzika kwaiva nemota ndokuona
mota yaPrince.Ndakangosvika ndichivhura door rekumashure.
Prince:Hesi babe
VaTigere
Love u all💖
End of Chapter 15
Chapter 16
Ruvimbo👩🏻
Bamukuru(VaTigere)
Ndayiona hangu kuti mainini vaisada zvekutaura nemunhu. Chinhu
changa chakundirwadza kuti vanga vakupera muviri.
Kana auntie vakazvionawo kuti anga asisafare uye akupera muviri.
Ndakazotaura navo kuti vambogara naye pasi vamuonese kuti
asanyanyofunga nekuda kwerufu rwatete vake. Ko zvaizoita here
kuvaudza kuti ayishungurudzika nenyaya yekuti akanzi ayite chimutsa
mapfihwa
Her: Hezvoo nhaiwe, chikoro chine basa reyi kumukadzi wemunhu. Dai
uriumwe watomubata kuti asazombofunga kuenda kumwe. Simbi
inorohwa ichapisa baFungi.
Love u all
End of Chapter 16
Chapter 17
Bmkuru
Mnini:okay
Me:Ndiyani
Me:Ndaswera
Me:Nei madaro?
Mnini:Kubva zuro mungori low low
Mnini:Ohk
Vakabva vabva padoor ndokuenda havo.
Love u all�
*Chapter 18*
Bamukuru
Her: Bamukuru sadza raibva, ndouya naro here kana kuti murikuuya?
Ndakamboramba ndakanyarara zvangu . Hameno kana sadza racho
raizopinda nekuti pahuro pacho ndipo pandainzwa pakaita kugarwa
nechigodo. Vakabva vaknocker zvakati simbeyi
Me: Ndianiko?
Him: Chiiko nhayi ndodha kurova kudayi. Kana munhu arwara anobva
atodzima nefoni
Ndakabva ndanogara hangu padhuze naye ndichimirira kuti auntie
vabude ndigonatsotaura nyaya yangu.
Me: It's a long story wena asi ndichaedza kuti ga ga. I know ndikasheya
ndogona kubatsirika.
Him: Nyaya yako ihukutu sahwira. Kureva kuti watova murudo kaiwe?
Hayisisiri nyaya yekuti wakamupihwa asi watova murudo iwe. Nokuti
dai usiri murudo hawaimborwara nekuonda zvawakuita izvi. Otherwise
waitoita move on uchitoti hayisi mhosva yangu Ruvimbo wacho ndiye
akandirasisa. Asi ndoona sekuti umboisa bhora pasi nekuti nezera rake
ukatanga kumudayi unogona kumuruza zvachose. Imbomupa
kafreedom hapana kwaanoenda asi fon chitorega kumudzosera. Iwe
chingoacter normal. Muendese kuchikoro nekumutora zvawaingoita.
Love u all�
End of Chapter 18
*Chapter 19*
Prince
Me:Ndeip?
Her:Ehe ndipapo.
Me:Wamuona here?
Her:Ndonzi Memory.
Rue:Handizivi Prince
Prince:Hoo nhai!
Me:Asi hausi kundi believer kani.
Rue thinking
_ndanga ndafunga kuudza Prince zvenyaya yechimutsa mapfiwa
ndikazoona kuti hazvibudi zvachose_
Me:Paneni..aunt nevana
Rue:Thanx babe
Me:Wazvifarira here?
Rue:l love it
Ndakabva ndamupfekedza neck chain iya nema ear rings acho zvanga
zvakanaka kani.Takageza maoko nemvura yandaiva ndatenga ndokudya
neni ndanga ndane nzara.
Rue:Thank u babe ...zvakanakisa wena ndanga ndisinawo maear rings
ekuendesa kuchurch
Me:Horaiti ini yangu ine masim card 2 rega ndikupe rangu renetone
handiti.
Ndakamupa hug
Love u all💖
End of Chapter 19
Chapter 20
Ruvimbo👩🏻
Takazoenda hedu asi ini kwaingova kuiteta hundi moyo uri kumakoto.
Ndairwadziwa kuti ndaenda ndisina kuona Prince.
Love u all💖
End of chapter 20
Chapter 21
Ruvimbo👩🏽�
Bmkuru:Motendei adzimai
Vakarova mota pasina nguva tanga tatopinda muMasvingo.Vana vanga
vatorara zvavo kuack seat.Bmkuru vakanomisa mota yavo paChicken
Slice ndokuburuka.Ndakaona vodzoka vakabata mapaper bag echikafu.
Me"Titambire zve
Ndakangogutsurira musoro.
Me:Ndazvinzwa.
Me:Ehe
Bmkuru:Okay adzimai l love u chipindai mumagumbeze murare.
Bmkuru:Nyt honey.
Love u all💖
End of Chapter 21
Chapter 22
Prince🤴🏻
Her: Ko zvauri kupisa muviri nhaiwe. Maziso ako akatsvuka kudaro asi
wanga uchichema here?
Love u all💖💖
Bmkuru
Chombo:Kwakana sawira
Me:Hapana kwaanoenda
Rue:Haa kana
Paida:Daddy mandivigirei
Ndakabva ndabuditsa machocolates andanga ndauya nawo.
Ruvimbo👩🏽�
Love u all💖
End of Chapter 23
Chapter 24
End of Chapter💖
Luv yu all😘
*Chapter 25*
Ruvimbo
Mazuva anga afamba tanga tasara ne1 mwedzi chaiwo kuti tichinyora
maexams.Kana ari Prince ndanga ndisina kana kuzombonzwa
nezvake.Ndakatanga ndichazama fon yake yanga isingapindi zvachose.
Me:Sir variko kuclass asi vanga vati deadline maskati hameno kana
vachiri kutora mari.
Bmkuru:Ko kutsoka
Me:Kkk
Love u all💖
End of Chapter 25
Chapter 26
Prince
Me: I don't think I will be able to forget about her. Ronda randinaro
handioni rikapora ini
Him: Hezvoo....ko ndeipi iyi futi? Asi wafunga kuenda kuna Rue
anokupengesa? But shaa nhasi wandimakisa chaiko. Kukuvigira kababe
woita kunge unotosema munhu. Usazodaro shar. Try kuita move-on
nelife yako.
Her: But Prince you were not fair kungomublocker usina kunzwawo side
of her story. Pamwe akatoitawo heartbreak. Nyaya dzekutevedzera
vakafa dzaiva dzakare dziya. Unofanira kumbonzwawo kuti iye anoda
ani bamukuru vake kana iwewe. Don't be a coward Prince.......fight for
your love
Her: Ahh shamwari tava munew era. Hazvishandi izvo. Fight for your
love. Iye ane marights *echoice yake*
Takazorara taronga kuenda kuMasvingo zuva rinotevera
ndichimuratidza hangu nzvimbo. Takambomuka hedu tichiita mabasa
epamukova kwakuzosimuka toenda. Takashandisa motikari yangu.
Me: Eh
Love u all😘
Rue
Me:Kuendepi Prince.
Prince:Babe ndokutyira ziso rawapiwa nabmkuru vako ka
Me:Okay(ndanga ndakutochema)
Me:Love u too
Bmkuru:Ndiyani
Me:Ndini maswera sei bmkuru
Me:Zvakanaka
Me:Okay bye
Prince:Bye l love u
Nndakabva ndarara hangu mangwana makuseni ndokumuka ndokuita
basa nekugeza vana.Bmkuru vakamuka ndokugezawo vapedza takabika
tea ndokunwa ndokuenda kuchurch.Mumota taitaura hedu nyaya
nabmkuru asi ndainyatsa kuona kuti havasi kufara zvachose.Takasvika
kuchurch ndokupinda hedu.Church yapera takaenda kumota
ndokuendeswa kutown nabmkuru.Takaendeswa kuchicken slice
ndokutengerwa pizza nemadrink ndokudya hedu ndokuenda
kumba.Takasvika kumba ndokuburuka hedu asi bmkuru vakasara
mumota.
Me:Zvakanaka bmkuru
Vakabva vatomutsa mota ndokuenda havo.Sevanhu vanga vakaguta
ndakabva ndaenda hangu kunorara ndokusiya ndaiisira vana macartoon
ndoavaifarira.
.
Love u all💖
End of Chapter 27
*Chapter 28*
Bamukuru
Me:Titambire baba
BaRu:Motambireiko baba Fungai
BaRue:Ndatenda hangu
Bus rakabva rauya ndokuvakwidza ndokuenda.lni ndakabva ndamutsa
mota ndokudzokera kwaN.Richards kunowedzera order
yekushop.Ndapedza ndakanotenga Chicken Slice yevana neya mnini
ndokupinda munzira.Ndakakwidza munhu 1 paCroco Motors aienda
kuZvishavane.Kuma 3 ndaipinda muZvishavane ndokunanga
kubasa.Ndakasvika kubasa ndokuti vakomana vaburutse zvinhu zvaiva
mumota.Ndakazogara zvangu muoffice mangu kusvika na4 ndokubva
ndamutsa mota ndakuenda kumba.Ndakusvika kumba ndakaona mota
yanga yaka parker padivi peroad padhuze negate rangu.Ndakuda
kupfuura ndopandakaona kuti ndimnini ndofunga nekakomana kavo
kaya kekwa Gutu.Ndakapera simba handidi kunyepa ndokubva
ndamutsa mota yangu.Pese apa ndaiti vanhu vakarambana izvo kana
vari kutodanana havo.Saka kureva kuti mnini vanga vasingatodi
zvechimutsa mapfiwa zvachose.Ndakarwadziwa ndakaerekana misodzi
yangu yoerera nematama.Handisi munhu anochema nhando ini
muupenyu hwangu ndofunga ndekechipiri kuchema aka.Ndakachema
musi wakafa mudzimai wangu aka ndokanga kava kechipiri.Ruvimbo
asandidaro hongu anga achifanira kumutsa mapfiwa atete vake asi ini
ndanga ndato developer mafeelings kwaari ndanga ndakunzwa kumuda
kwakanyanya.Ndaida kuroora zvinofadza vabereki vake ndapedza
ndomutora nemuchato asi iye ondidai.
Ndakasvika pamba ndokubva ndaparker mota yangu.Ndakatora pizza
nemadrink zvandanga ndauya nazvo ndokuburuka ndichipinda
mumba.Ndakapinda mukitchen ndokumhanyirwa nevana vangu.
Me:Ndaswera hangu
Ndakapindura ndichitoenda kubedroom kwangu.Fungai naPaida
vaitevera vari mumashure mangu.Ndakasvika ndokunozvikanda
pamubhedha pangu ndokurara ndakatarisa mudenga.Paida kaida
kunditaudza asi ndakamuudza kuti idya pizza kusvika asiyana neni
akatoona kuti daddy nhasi havadi zvekutaura.Ndaiva ndabatikana
kusvika pekupedzisira.Pava paya ndakazonzwa knock vaiva mnini vaida
kuti ndiuye kuzodya sadza.Ndakabuda zvangu ndokunodya
sadza.Ndakaona kuti ivo vaitambudzika nenyaya yavo ini ndikazviudza
kuti handisi kuzovabvunza chero zvodii.Ndingaramba ndobvunza
munhu zvoita sendakunetsa.Ndaida hangu kutarisa ndione kuti
zvosvikepi ndichifungawo kuti ndodii.Ndakazovaudza kuti mangwana
toenda kuchurch.Mangwana acho ndakamukawo shuwa ndikagadzirira
ndikaenda kuchurch.Takaparidzirwa zvakanakawo sei pakapera church
ndokuenda navo sezvandaiisita kuchicken inn ndokuvatengera
chikafu.Vakadya ndokubva taenda hedu kumba.Ndakamutsa mota
ndokubva ndaenda hangu kumba.Takasvika kumba ndokubva vaburuka
ini ndokuenda hangu kuma shops ndaida kunoona bhora nevamwe
ndanga ndisisadi zvekuramba ndichionana nmnini zvaindiwedzera
stress.Kuda munhu kwakaoma mnini ndanga ndavada nezvese zvangu
kani ivo votamba nemoyo wangu.Ndanga ndakuita sejaya kuvada
kwacho ndaiti ndikavafunga pamwe pacho ndaingoona ndosekerera
ndega.Ndanga ndava nema big plans izvo ndaitorota hangu.
Ndakamutsa mota ndokuenda kuma shops.Ndakasvika bhora ratotanga
ndokugara pangu ndega ndichiona.Mashamwari akazouya
ndokutengerwa doro nestress yandaiva nayo ndakarinwa kwete
zvekutamba.Semunhu anga asinganwi doro handina kutana
kudhakwa.Bhora richipera ndakaenda zvangu kumba ndokunorara.
Tete:Makadii bhudhi
Tete:Ohk bhudhi
Dai vanhu vaigona vaimbomira kutaura zvaRue ainge andirwadzisa
hangu.Zuva rovira ndakanotora mnini kuchikoro .
End of Chapter 28
Chapter 29
Me: Ah hazvina basa izvo..... Oyi 50 usd iyi muti vanhu vatsvage mbudzi.
Mongoti ndimi matenga.
Her: Iiih maita basa veduwe ndoshaya kuti ndotenda sei.
*
End of Chapter 29
*SEASON FINALE*
Ruvimbo👩🏽�
Me:Hello
Prince:Hesi babe rangu
Bmkuru
Me:Bmkuru kani ndisiyei kani muri kundiita sei ndisiyei ...maiwi zvangu
ini
End of Season 1